NaSharon Chimenya APO Zimbabwe iri kupemberera makore makumi mana nemana vechidiki avo vakazvarwa mushure mekunge nyika yawana kuzvitonga kuzere vakurudzirwa kuremekedze nhoroondo yevarwi verusununguko. Vachitaura neMasvingo Star, VaPatricia Mapfumo umwe wevakakuvara munguva yehondo vakati zvinorwadza kunzwa vechidiki vachitaura kuti pfuti ngaiuye. Nokuda kwekusaziva nekusanzwisisa vamwe vechidiki vanotaura mashoko anodzimba vamwe vakakuvara nevakarasikirwa nehama dzavo munguva […]
By Farai Chikore CHINHOYI- A business owner has been dealt a major blow after his property was destroyed when a raging inferno engulfed Sugares building along Magamba way corner Montrose Avenue in Chinhoyi recently. It is suspected that the fire was caused by an electrical appliance left on. Some property could have been saved had […]
NaSharon Chimenya VARIMI vezvipfuwo vakurudzirwa kusapisa masango kuitira zvipfuwo zvavo, zvichitevera kusanaya zvakanaka kwemvura mwaka uno. Gore rino nzara yakauya nokuda kweEl Nino, iyo yakaita kuti varimi vazhinji varasikirwe nezvirimwa zvavo. Vachitaura nevatori venhau, mukuru anoona nezveongororo dzezvipfuwo kubazi rezvekurima, Andrew Chamisa, akati mafuro achiri kuratidzika zvakanaka, asi varimi vachirega zvekupisa masango. “Tirikukurudzira varimi vezvipfuwo, […]
Tapiwa Chawagarira CHIREDZI – SMALL and Medium Enterprises (SMEs) are the major drivers of economic development contributing close to US$9 billion to the country’s Gross Domestic Product (GDP) and employing close to 5 million people. SME firms with less than 200 employees produce about a fifth of national income and employ one in four of […]