Sharon Chigeza MUTARE-A total of 3 600 youths from Chipinge are set to benefit from the Manicaland Housing Project launched in the district last week, with an initial 45 beneficiaries receiving residential stands in the town. Only 45 residential stands were allocated at the launch of the project with a total of 3 600 youths […]
NaHeadrance Viga KUPISA kwezuva kwapaza tariro yevanhu vazhinji kunyanya varimi avo vane zvirimwa zvakutsva pamwe nekuoma zvichitevera kupisa kuri kuita zuva apo mvura isiri kunyatsonaya zvinotarisirwa pamwaka wekunaya kwemvura. Parizvino nzvimbo zhinji hadzisi kunaya mvura uko zuva riri kuenderera mberi nekupisa zvakanyanyisa. Kusanaya kwemvura pamwe nekupisa kwezuva zviri kukonzerwa nekushanduka kwemamiriro ekunze izvo zvakange zvatotaurwa […]
SHONA — Sangano reZimbabwe National Water Authority (ZINWA) rakakurudzira varimi kuti vashandise mvura yemumadhamu vachiichengetedza kuitira kuti isakurumidze kupera nokuda kwekusanaya kwemvura kuri kuitika munyika. Mukuru anoona nezvekufambiswa kwemashoko kuZINWA, Marjorie Munyonga, akati mvura iri mumadhamu makuru yatanga kuderera sezvo varimi vari kushandisa madiridziro kuitira kuchengetedza zvirimwa mumwaka wemuzhizha uno. “Kukwira kwemvura kunotarisirwa mumwaka uno […]
NaMarsha Sengwe VAMWE baba vane makore makumi mana ekuzvarwa kudunhu reRushinga vachatandarira kujere kubva vhiki rino kusvika muna 2040, mushure mekubhinya mwana wavo ane makore matatu ekuzvarwa kusvika aremara asisagone kufamba. Nhundiramutsime iyi yakapinda padare redzimhosva muBindura nemusi weChishanu pamberi pamutongi Amos Mbobo. Vachitaurira dare, muchuchisi Patience Chair vakati ivo baba ava vakasiiwa vaine ndumurwa […]