MUTARE- Reformed Dendera music prodigy, Tryson Chimbetu delivered an explosive performance in Dangamvura, Mutare last weekend. Popular watering hole and braai spot, Rozvi Gazebo was packed as Chimbetu made a return to his favourite stage in the high density suburb. Backed by The Marxist Brothers, the Dendera music singer gave Mutare fans teasers to his […]
VAKURU vakati rina manyanga hariputirwe. Mumwe mudzimai wekwaNzvimbo kuChiweshe, Sarah Dzomba, uyo ane makore makumi maviri nemasere ekuberekwa (28), ari kushaya pekupinda nekunyara apo akabara mwana akafanana nemumwe murume wemunhu uye murume wacho ari muvakidzani zvekare. Nyangwe zvazvo Dzomba akamboedza kuviga pamuviri apo paakapuhwa nemumwe murume uyo anogara pedyo nemusha wavo, asi chokwadi chakazobuda pachena […]
CENTENARY – CHIKWATA chemutambo wekusetsa pamwe nekudzidzisa icho chinonzi Five in One Theatre Group chinowanika kwaMhene kuCentenary choenderera mberi nekunakidza weruzhinji munharaunda yenzvimbo iyi. ParIzvino chikwata ichi chine mitambo mishanu iyo yachiri kufamba chichipakurira weruzhinji muzvikoro pamwe nemunzvimbo dzinoitirwa mafaro. Mitambo yechikwata ichi yakarerekera kudzidzisa kuipa kwekushandiswa kwezvinodhaka, kushata kwekuroorwa kwevana vasati vayaruka, uye kushata […]
THE Zimbabwe Football Association (ZIFA) has expelled Northern Region Division One League new boys, Concession United Football Club, from the first soccer tier In a communique to all teams in the league on Tuesday, Martin Kweza, the league chairperson, said the team failed to fulfill some of their fixtures as well as meeting league expenses, […]