MUDZIMAI wekuMucheke, kuMasvingo, wakapisa imba yechikomba chake svondo rapfuura mushure mekunge arasiswa apa iye ava nepamuviri poda kusvika. Zvinonzi musi wa9 Gunyana masikati, Christina Maota (30), akaenda kumba kwemukomana wake, Tapiwa Mhuru (37), kuti anotora mari yekutenga zvinhu zvegadziriro yemwana sezvo aine pamuviri. Maota akasvika pamba paMhuru, uyo aive agere nevana vake vaviri, umwe ane […]
A 19-year-old mentally challenged teenager from Chivi has been arrested on allegations of stoning his grandfather aged 81, to death. The incident occurred in Huranda Village under Headman Chipindu. Masvingo police spokesperson, Inspector Kudakwashe Dhewa, confirmed the incident, saying it happened on September 11 around 8pm. He said the suspect of Huranda Village under Headman […]
MAMBO Fortune Charumbira vakakurudzira vanhu vemunzvimbo mavo kuti vachibatane vaenderere mberi nekuvaka nzvimbo yavo vachisiyana nanhau dzesarudzo dzakato pfuura. Mambo Charumbira vakati vanhu ngavachibuda mupfungwa dzemakwikwi vachibatana sevana vamwe vemunzvimbo yekwaCharumbira sezvinositaurwa nemukuru wenyika kuti Nyika inovakwa nevene vayo. Vakati Charumbira inovakwa nevana vekwaCharumbira. “Chikamu chatava ndechekuti dzakapera tava vanhu vamwe. Takatopedza zvesarudzo tatova kutoshanda. […]
THE Masvingo Show Society says it is promising fireworks and a lot of entertainment at this year’s Agricultural Show set for next week at which over 100 exhibitors are expected to showcase their products and services. This year’s show will be marked by the return of livestock exhibitions and it is expected to be bursting […]