MUROMBEDZI – VAGARI vepa Murombedzi kwaZvimba vave kukurumidza kuenda kunorara uye dzimwe nzvimbo dzekufarira nekutandarira munzvimbo iyi dzave kuvharwa nekukasika zvapa kuti vanoshanyira nzvimbo iyi vave vashoma. Murombedzi inzvimbo yaiyemurwa uye yaishanyirwa nevazhinji vachinofara vachidzokera kumadhorobha. Tvsakurudzo yakaitwa nebepa nhau rino munzvimbo iyi yakaratidza kuti nzvimbo zhinji dzekufarira dzave kushanyirwa nevashoma pane zvaisimboitika kare. Fine […]
CHEGUTU – MUMWE mwanakomana ane gore nechidimbu rekuberekwa akakuvara zvakaipisisa mushure mekunge abheukirwa nehari yemutakura yaiva pamoto svondo rapera. Mwana uyu anonzi ainge asiwa kumba kwatete vake amai vachienda kunoputitsa maputi ekuzotengesa. Mwana uyu akatsva kunyanya rutivi rweruboshwe zvekutokwapuka ganda. Parizvino ari mune chimwe chipatara chihombe maanonzi ari panguva yakaomarara chaizvo. Mwanasikana akasiirwa mwana uyu, […]
MHANGURA – MAFURO oparadzwa nemoto mupengo uri kungoitika munharaunda yeMhangura izvo zvichazopa kuti kuve nedambudziko munguva iri kutevera. Purazi re100 Ants Farm riri mumugwagwa unobva munharaunda ine mugodhi weMhangura uchienda kuDoma pane nzvimbo yemafuro ingangosvika zana rema hekita rakatsva nemoto usina kuzivikanwa akautanga. MuDoma makare, papurazi rinonzi Summer Hill pane nzvimbo huru zvakare yakatsva nekuda […]
CHEGUTU – MASHONALAND West Northern Region Division 2B Soccer League has resumed after a month-long break, which was to pave way for the just-ended harmonised elections. The ball was last kicked on the weekend of August 5 – 6, 2023. It then only started rolling last weekend. The long break has affected some clubs in […]