More
    HomeMasvingo StarChiredzi yoramba zvemitoriro

    Chiredzi yoramba zvemitoriro

    Published on

    spot_img

    VAGARI vemudnhu reChiredzi kuMasvingo voramba kushandiswa kwezvinodhaka
    nevechiduku zvichitevera kudonha kwemurume wechidki padanda remagetsi
    Vagari vachimirirwa neboka reChiredzi Residents' Anti-Drug and Substance
    vakasangana nemapurisa emudunhu iri kuti vauye nenzira dzekuti dzingabatsira
    kuderedza nhau dzemutoriro.

    Vechidiki vakawanda mudunhu iri vava kuwanikwa vachipambadza nguva yavo
    mukuzama mhando dzose dzezvinodhaka zvimwe zvacho zvichikonzerwa
    neshamwari dzakaipa uye zvimwe zvichibva mukushaiwa zvekuita.

    Svondo mbiri dzapfuura murume ane makore makumi matatu akadonha akafa
    padanda remagetsi kuNaude Hostel muWard 1 apo zvinofungirwa kuti aive
    akatodhakwa.

    Chiitiko ichi chakasiya vagari vemunharaunda umo nevanoona nhau pazvivhitivhiti
    vasina kana mate mumukanwa.

    Kanzura veward iyi, Liberty Macharaga, akati panoda kuti pavandudzwe nzvimbo
    dzokutandarira kwevechidiki kuti vakwanise kunge vachideredza kutorwa
    kwezvinodhaka.

    “Nyaya yekutorwa kwezvinodhaka nevechidiki ratova dambudziko hombe uye
    zvirikukuvadza ramangwana renyika yedu nekuti ivava varikudhakwa ndivo vacho
    vane simba vanofanira kubata mukusimudzirwa kwenyika yedu.”

    Latest articles

    African, European Business Leaders Urge Stronger Partnerships to Drive Shared Growth

    Harare, (New Ziana) — Governments and institutions from Africa and Europe have been urged...

    ZimRights urges more focus on digital violence against women

    Harare, (New Ziana) – Zimbabwe on Tuesday joined the rest of the world in...

    Simba Bhora dominate soccer stars’ calendar

    THE Castle Lager Premier Soccer League's 2025 Best XI was dominated by 2024 champions...

    Masvingo records 5000 drug abuse cases

    Antony Chawagarira BIKITA -- The fight against drug and substance abuse is intensifying across Masvingo...

    More like this

    African, European Business Leaders Urge Stronger Partnerships to Drive Shared Growth

    Harare, (New Ziana) — Governments and institutions from Africa and Europe have been urged...

    ZimRights urges more focus on digital violence against women

    Harare, (New Ziana) – Zimbabwe on Tuesday joined the rest of the world in...

    Simba Bhora dominate soccer stars’ calendar

    THE Castle Lager Premier Soccer League's 2025 Best XI was dominated by 2024 champions...
    error: Content is protected !!