NaAgness Chaya Marondera: Muvhiki rapera, guta reMarondera iro rinozivikwana kwazvo nenyaya dzekutonhora rakadzika midzi apo vanhu vazhinji vaka kwarakwata kutsvaga nhumbi ndinodziya kudzivirira chando. Vakuru vakataura vakati charova sei chando chakwidza hamba mumuti hamawe kutaurirwa hunyimwa hamba yakada makwati. Kwanga kusina kumira zvakanaka kuMarondera apo munhu wese akademba nacho chando chaiita zveku pfunhirira nguva ndemagwanani […]
By Nathan Mubwanda MARONDERA- As the Eastern Region Soccer League (ERSL- Division1) games progress, the top four teams are now under pressure as most of them failed to win last weekend. FC Wangu Mazodze who are leading the pack were fighting to extend their lead at top of the log when they met Masvingo United, […]
Staff Reporter MARONDERA- In line with the Call To Action: No Compromise To Service Delivery blueprint, the Municipality of Marondera has undertaken several projects and activities as it tries to deliver efficient services to residents and other ratepayers in the provincial capital. The local authority embarked on a recapitalisation programme and acquired service delivery equipment […]
NeMunyori WeChaminuka MARONDERA- Munguva pfupi ichangodarika, mapurisa emuMashonaland East akasunga mumwe murume anobva kuMudzi, uye aine makore makumi maviri nematanhatu ekuberekwa, nemhosva yekuponda Shame Jongwe (ane amkore makore manumit mana nemaviri) mushure mekunge vaviri ava vakakavadzana. Mukunyorwa kwenyaya ino, Roney Ndlovhu wemubhuku raSabhuku Chimango mudunhu raMambo Chikwizo aive mumaoko memapurisa achibatsiridza mukuferefetwa kwenyaya iyi zvichitevera […]