More
    HomeMasvingo StarZaka yomisa kuungana kwevanhu

    Zaka yomisa kuungana kwevanhu

    Published on

    spot_img

    DUNHU rekuZaka ramisa kuungana kwevanhu pasina wongororo yevezveutano
    zvichitevera kuputika kwechirwere checholera.
    Mugwaro rakabuda muvhiki rapfuura vanoona nezveutano mudunhu iri zvinorakidza
    kuti nharaunda ina dze10, 14,15 ne21 ndidzo dzapindwa nechirwere ichi.
    Izvi zvopa kuti gadziriro dzekudzivirira kupararira kwacho chiiswe zvinosanganisira
    kudzivisa kuungana kwevanhu pasina munhu wezveutano.
    Vagari vemudunhu iri vakurudzirwa kushandisa nzira yekuchenesa mvura dzakaita
    sekukwatisa vasati vanwa, musangano yematumba ekumakerereke amiswa uye
    ndufu dzese dzavakuitwa pasi pemunhu wezveutano.
    Kugadzirwa kwezvokudya nekuungana kwevanhu vanodarika makumi mashanu
    pandufu zvambomiswa.
    Nzvimbo dzekutandarira vanhu vachiita ndari zvambonzi zvimbomira uye kutengesa
    chikafu panzvimbo dzisingabvumirwi zvambomiswa.
    Chirwere ichi chakaputikawo mudunhu reChiredzi neBikita.

    Latest articles

    Bulawayo Eases Rationing as Dam Levels Improve

    Bulawayo, (New Ziana) – Water levels at most dams in Bulawayo have improved, although...

    Ronnie Mudhindo unveils genre-blending album

    Norman Dururu GWERU – After more than a decade of quiet reflection, reinvention and distance...

    Electricity lights up lives in Dorset

    By Dumisani Ndlovu SHURUGWI – The arrival of electricity in the Dorset Resettlement Area of...

    Zim congratulates Museveni on re-election as Ugandan President

    Harare, (New Ziana) – Acting President Kembo Mohadi, has sent a message of congratulations...

    More like this

    Bulawayo Eases Rationing as Dam Levels Improve

    Bulawayo, (New Ziana) – Water levels at most dams in Bulawayo have improved, although...

    Ronnie Mudhindo unveils genre-blending album

    Norman Dururu GWERU – After more than a decade of quiet reflection, reinvention and distance...

    Electricity lights up lives in Dorset

    By Dumisani Ndlovu SHURUGWI – The arrival of electricity in the Dorset Resettlement Area of...
    error: Content is protected !!