1. Home
  2. Nehanda Guardian

Category: Nehanda Guardian

Nehanda Guardian
Mumwe mukadzi wekuMt Darwin akadonhera mugomba ndokufa

Mumwe mukadzi wekuMt Darwin akadonhera mugomba ndokufa

NaTabeth John Mumwe mukadzi Dorica Kanyama( 51)weVillage 55 kwamambo Nembire,Mutungagore ku Mt Darwin akadonhera mugomba ndokufiramo. Muchiitiko chinosuwisa zvikuru musi waGumiguru 23 Dorica nemurume wake Simon Maruta vaifamba zvavo mukadzi ndokutsauka pachisango chakanga chiri pedyo

Nehanda Guardian
Bindura rolls out strategies to boost rate payments

Bindura rolls out strategies to boost rate payments

Beatrice Imbayago BINDURA Municipality has implemented new strategies to encourage rate payments and boost revenue inflows. These measures aim to provide the financial support needed to improve service delivery in the town. Public Relations Officer

Nehanda Guardian
Akadonherwa nemombe ndokubva afa

Akadonherwa nemombe ndokubva afa

NaTabeth John MMUCHIITIKO chinosuwisa nekushamisa zvikuru mumwe murume wekwaMauswa mudunhu ramambo Dotito kuMt Darwin akadonherwa nemombe ndokufirapo. Musi Gumiguru 22 nenguva dzemasikati mushakabvu Forget Machado (21) pamwe chete namai vake, Fungai Chingwena (63), vakasimuka pamusha

Nehanda Guardian
Chimudhudhudhu chofamba mumuti

Chimudhudhudhu chofamba mumuti

NaHeadrance Viga GLENDALE - MUMUSHA weGlendale masara muine chishamiso chekuonekwa kwemudhudhudhu uyo uri kufamba mumuti zvichitevera kufa kwevamwe ambuya vechikuru avo vakafa nemusi wa29 Gunyana vaine nemakore makumi matanhatu nemanomwe ekuzvarwa (67). Mhuri yekwaSibanda, iyo