MATABELELAND South provincial Civil Protection Unit (CPU) has activated its committee and all relevant departments as cholera outbreak hit Gwanda, Umzingwane and Beitbridge districts. The CPU met on Monday to map out the way forward on how to curb the spread of this deadly disease, which has so far claimed four lives since the beginning […]
MARONDERA- Sachigaro webato reZanu PF riri kutonga muZimbabwe, VaDaniel Garwe vakapa yambiro yakasimba kumagevhenga ari kushandisa zita remusangano uyu vachibira vanhu mari dzavo vachitengesa pekugara zviri kunze kwemutemo. Vanhu vanotengesa pekugara nechikiribidi ava vari kuzviita vachitsotsa veruzhinji vanenge vakaomerwa vaine chishuwo chekuvaka dzimba panzvimbo dzavanenge vachiti dzavo. Matsotsi evhu aya haasi pamusoro pemutemo uye achawanikwa […]
MARONDERA- Nyaya inokatyamadza zvikuru apo murume ane makore makumi mana nemana okuberekwa vekupurazi reAston Featherstone musi va10 Ndira anosungirwa mhosva yekuda kuponda mugarisani wake vemupurazi rimwechetero apo vaviri ava vainge vachinetserana pfambi. Zuva rakange rakunodoka musi va10 Ndira nguva dziri 6pm apo musungwa Tozivei Manenji akanetsana naVimbai Mharapara uyo ane makore makumi mana nemashanu okuberekwa […]
MARONDERA- The 17 people who had illegally settled at Dagbreek Farm in Chivhu were recently ordered to do 140 hours of community service each when they appeared before a Chivhu magistrate court. They appeared before Sharon Nxongo and after a full trial, she also ordered the illegal settlers to vacate the farm. The illegal settlers […]