Ba Mutasa batoreswa imhiko sa kansila

Ba Mutasa batoreswa imhiko sa kansila

Unkwali we Indonsakusa Kutoreswa imhiko kwaba Tonderai Mutasa kuti bebe kansila we wadi 1 ku Victoria Falls kwabuzilija kulebeleka kulowanda pakati pabagali pamwempela nabamwe balosiyana negapo lilye. Kundila mbeli kwaba Mutasa pechigalo chakansili pakatanga yopo...
Kumasowe kwakabhinywa, kukabirwa munhu

Kumasowe kwakabhinywa, kukabirwa munhu

NeMunyori WeChaminuka MARONDERA- Mapurisa ari mushishi kuferefeta chiitiko chinosuwisa zvikuru chekumbunyikidzwa pabonde nekubirwa chakaitika mugomo reNgomakurira kuGoromonzi munguva pfupi ichangodarika. Nyakupara mhaka, panguva yakanyorwa nyaya ino, ainge asati...
VCTs to address unemployment

VCTs to address unemployment

By Archford Chirimudombo MARONDERA- The Government is aware of unemployment among the youths and will address it by establishing affordable Vocational Training Centres (VCTs) in all parts of the country. Youth Empowerment, Development and Vocational Training Minister...
Ngatifambisei mashoko anovaka

Ngatifambisei mashoko anovaka

NeMunyoro WeChaminuka MARONDERA- Nhengo dzemusangano webato riri kutonga munyika, reZanu PF, dzinofanirwa kushandisa, kana kufambisa mashoko kubudikidza nemadandemutande akasiyana zvakakodzera uye dzinofanirwa kusava nemweya wenyonganiso. Sachigaro weZanu PF...

Another hotel for Victoria falls.

By Rutendo Mapfumo The country’s re-engagement and open for business mantra continues to pay dividends as Minor Hotels is opening a new hotel in Victoria Falls as the tourism sector’s upward trajectory finds another taker. When completed, the new hotel will complement...