Praise for Zunde ramambo

Praise for Zunde ramambo

Beatrice Imbayago COMMUNITIES in Shamva have praised the Zunde raMambo scheme saying it is playing a significant role in providing for the vulnerable members of society. In interviews with Nehanda Guardian on the sidelines of the Provincial Chiefs’ Day commemorations...
Mvura yorodza mapadza evarimi

Mvura yorodza mapadza evarimi

NaHeadrance Viga NZVIMBO zhinji dzekudunhu reMazowe dzakanaya mvura svondo rakapera kubva nemusi weMuvhuro izvo zvasiya varimi ava vane gadziriro iri nani nokuti vamwe varimi vakange vane pfungwa yekuti denga harichina mvura. Nyangwe zvazvo mvura yakanaya munzvimbo...
Ofa achidya huswa semombe

Ofa achidya huswa semombe

NaHeadrance Viga CONCESSION – ZVINORWADZA zvikuru kuti munhu ararame nokudya huswa sezviya zvinoitwa nezvipfuyo izvo zvakaita semombe nembudzi. Nyaya ino yauya zvichitevera mashura emumwe murume wekuConcession ane makore makumi mana nemana (44) ekuzvarwa, uyo akafa...
Oona chitsvuku pamusoro pegakava

Oona chitsvuku pamusoro pegakava

NaHeadrance Viga MAZOWE – KU JUMBO Mine kuMazowe kwakaonekwa mashura nemusi weMuvhuro iro svondo rakapera apo Norman Makwara (33) akapopotedzana nevamwe ambuya nenyaya yemuganhu wemunda izvo zvakazoita kuti murume uyu arumwe nenhunzi ari kumunda kwacho. Nyaya yacho...
Upgrade tourism infrastructure

Upgrade tourism infrastructure

Beatrice Imbayago ZIMBABWE needs to upgrade its infrastructure in order to meet demands of the world tourism industry. “Tourism has great potential to become one of the key contributors to foreign currency generation into the country. Yet still, Zimbabwe lags behind...