KURAMBWA kwemari dzakasviba pamwe nedzakabvaruka uko kuri kuitwa neavo vanoita zvekutengesa zvakasiyana siyana kuri kuenderera mberi mudunhu reMashonaland Central, uye kuita uku kwoshorwa zvikuru nevagari vedunhu iri sezvo zvichiunza kutambura apo munhu anenge aine mari yake. Dunhu reMashonaland Central idunhu rinoitwa mabasa ekurima, kuchera goridhe pamwe nemamwewo mabasa emaoko akasiyana-siyana ayo anoitwa kubva munzvimbo iyi […]
MUTARE-Zambuko reRwizi Chadzire iro ranga rava dongo kubva muna 1985 richavakwa patsva pasi pechirongwa cheHurumende chekusimudzira kumaruwa, izvo zviri kubatsira vagari vekuBuhera. Zambuko iri rinobatanidza wadhi 18 ne20 kuBuhera Central Constituency rakaparadzwa makore 38 adarika zvichisiya vagari vazhinji vari munhamo munguva yekunaya kwemvura. Mumiriri weBuhera Central mudare reparamende, VaSam Matema, vanoti kuvakwa kwezambuko iri mushure […]
MUTARE- The Mutare City Council has unveiled a proposed budget of US$ 65 million for 2024 with improved water and sewer reticulation as the main priority. Presenting the proposed budget at a consultative meeting last week, Mutare City Council Finance chairperson, Calvin Matsiya said the 2024 looked at improving several services and infrastructure in the […]
MUTARE-At least 80 soldiers were awarded certificates last week after completing a 14 week course on general squad drill and small arms course at Herbert Chitepo Barracks, with the graduands challenged to remain dedicated and disciplined when discharging their duties. Officiating at the pass out ceremony, Colonel General Staff, Posani Masaka commended the students’ courage […]