CONCESSION – MUMWE mudzimai wekuHighwood kuConcession, Ellen Mukwambo, ane makore makumi matatu nematatu ekuberekwa(33), akaigochera pautsi mushure mekutora murume wemuridzi kuita wake apo akungotumirwa masvosve pamwe nenhunzi muimba yake yekurara. Tupukanana utwu zvinofungidzirwa kuti turi kutumirwa nemukadzi, muridzi wemurume waari kuita naye nyaya dzerudo. Vakuru vakati hutaurirwa hunyimwa mbare dzokumusana apo vagari wekuHighwood kuConcession vaneta […]
GLENDALE – NEKUDA kwekuwanda kwenyaya dzembavha idzo dziri kuba dziine mabhemba, Mapurisa emumusha weGlendale vari kuyambira vagari wenzvimbo iyi, kunyanya vezvemabhizimusi nevarimi nezvembavha pamwe nemhondi dziri kutenderera munzvimbo iyi. Muchiziviso chemapurisa chekuyambira veruzhinji nezvemhondi idzi, vari kukurudzira vagari venzvimbo iyi kuti vamhan'are nokukasira kana pane nyaya dzine chekuita nembavha idzi vachishandisa nhare dzinoti 0662182849. Zvimwe […]
THE Cabinet on Tuesday approved principles of the Climate Change Management Bill, which was presented by the Minister of Environment, Climate and Wildlife, Mangaliso Ndhlovu. The Bill will provide for the national climate change response through integration of climate change mitigation and adaptation actions in development planning and budgeting processes, according to the Minister of […]
HIV negative people can now take ARVs as an HIV prevention measure, Officials in the Ministry of Health and Child Care are suggesting. Zimbabwe is among a few countries in sub Sahara Africa doing well in the fight of HIV and AIDS. According to Dr Owen Mugurungi, the Director HIV and TB in the Ministry […]