CHEGUTU – VARIMI veminda midiki mumadhorobha anoti Kadoma neChegutu varimushishi kugadzira minda sezvinodiwa nevarimisi kuitira kuti vawanewo mbeu, fotereza nemishonga yesora uye zvipukanana pachapiwa zvekurimisa zvePfumvudza. Sekutaurwa kwazvakaitwa nemutungamiriri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, munhu wese ane zvinodiwa anofanira kuti awane zviwanikwa zvePfumvudza. Mumwe murimisi muChegutu akaudza varimi kuti pasipoti yekuwana Pfumvudza ndiye murimi pachake. Pasipoti yekuti […]
CHINHOYI – VANOONA nezve kuchengetedzwa kwemhuka nemararamiro adzo munyika vakati mhuka dzesango dzinokosha kudarika dzinochengetwa pamba. Vachiparura mashoko avo kumusangano wavakaita muChinhoyi vakabatana neve makanzuru pamwe nevezve kuchengetedzwa kwenharaunda vakamirira vezvemhuka, VaProtect Mpofu, vakati kutodya hako mhuka yawakachengeta wega pamba kuri nani pane kuteya mhuka dzesango. Amai ava vakapamuenzaniso wembudzi vachiti inoita makumi matau emadhora […]
ZVIMBA – A two-year old girl was gruesomely murdered, thrown into Hunyani River, found floating 3.5 kilometres away from her home, burnt and with parts of her body missing. The child, Shantel Ndoro, was last seen playing with five other children under a tree at her house and no one knows what happened or who […]
CHINHOYI – PROSTATE cancer awareness month is recognised and celebrated globally as a healthcare event every year during the month of November. During the month, various awareness campaigns and activities are conducted by several organisations in understanding the early diagnosis, treatment and the preventive tips for prostate cancer. Prostate Cancer Awareness campaigns are mainly focused […]