MARONDERA- The popular Suswe Lodges in Mutoko district is set to hold this year’s main World Tourism Day celebrations which will run under the theme: “Tourism and Green Investments” towards the end of this month. The emphasis will be on investing in people, investing in the planet and investing in prosperity. The Minister of Environment, […]
MARONDERA- Kuva neukama nemimhanzi kwaita kuti Josphat Somanje uyo anova mumwe wevakatanga chikwata chePengaudzoke aenderere mberi nekutsikisa mimhanzi inodakadza vanofarira musambo weSungura. Munguva pfupi ichangodarika, mutapi wenhau webepa rino akaita mahwekwe nemuimbi wemuMarondera uyu uyo akanyanyoiya mukurumbira mushure mekuridza nziyo dzinodakadza zvikuru dziri padambarefu rake rakanetsa rinonzi This Time (Haulume) makore ane chitsamha adarika. Hapana […]
MARONDERA- Vagari vemudhorobha reMarondera, vanamuzvinabhizimisi nevamwewo vakaratidza kutsutsumwa kukuru zvichitevera kukundikana kudzima moto kwakaitwa nekanzuru zvinova zvakakonzera kuti motokari dzine chitsamha dzinge dzichitsva munguva pfupi ichangodarika. Pakaitwa kurudziro yekuti kanzuru inge ichizama nepainokwanisa napo kuti inge iine zvikwanisiro zvinodiwa zvakakwana maringe nekupa rubatsiro rwunenge rwuchidiwa kana pachinge paitika chiitiko chakadai. Motokari zhinji dzakatsva kusara ave […]
MARONDERA- Zanu PF councilors who managed to win council seats in Marondera Central constituency in last month’s harmonised election say they will push the ruling party’s development agenda at the local authority. The party now has three councilors who will be deliberating on council issues alongside the other nine from the opposition Citizens Coalition for […]