Hurumende icharamba ichibatsira vagari vekumaruwa

Hurumende icharamba ichibatsira vagari vekumaruwa

NeMunyori WeChaminuka MARONDERA- Hurumende icharamba ichishanda nesimba mukusimudzira mabasa ebudiriro pamwe nekuvandudza hupenyu hwevanhu vanogara kumaruwa, Gurukota rinoona nezvekusimudzirwa kwedunhu reMashonalanad East, Dr Aplonia Munzverengwi vanodaro. Vakatura...
Opomerwa kuuraira munhu hwahwa

Opomerwa kuuraira munhu hwahwa

NaFelix Mwatutsa MARONDERA- Mumwe murume ane makore makumi maviri nemashanu ekuberekwa anonzi Tinashe Mbambe anobva mudunhu raSabhuku Masvosve munyika yaMambo Chinamhora muGoromonzi akasungwa uye ari kutarisirwa kumiswa pamberi pematare edzimhosva nemhosva yekurova...
PLZ rehabilitates road

PLZ rehabilitates road

Staff Reporter MARONDERA- One of the leading mining companies in the country, Prospect Lithium Zimbabwe (PLZ) was last week applauded for its contribution and commitment in the sector. The company’s commitment to infrastructural development has seen the upgrading of...
Vatapi venhau vokurudzirwa kusimudza nhauraunda dziri pasi

Vatapi venhau vokurudzirwa kusimudza nhauraunda dziri pasi

NaSharon Chimenya VATORI venhau munyika vakakururudzirwa kuti vape mukana pakutepfenyura nekutora nhau kune matunhu awo anoita seakasarira sure nechinangwa chekupfuudza mberi donzvo rebudirriro. Vachitaura vakamiririrwa naVaGeorge Chisoko, avo vanova mukuru wezve...
Copper cable thieves get 10 years

Copper cable thieves get 10 years

By Staff Reporter TWO Masvingo men were sentenced to 10 years each in prison for stealing copper cables worth US$6 000 from a Zimbabwe Electricity Transmission and Distribution (ZETDC) transformer. In a statement, the Zimbabwe Republic Police (ZRP) said Martin...