THE death of a Great Zimbabwe University (GZU) student at the Mashava Campus, a week ago, in circumstances yet to be fully established raises serious concern. Tatenda Mhunga, the 28-year-old student from Gwanda in Matabeleland South Province, was at the Mashava Campus in the Midlands Province, where he was pursuing a degree in Musicology. Considered […]
MARONDERA- Panguva iyo Hurumende iri mushishi kunatsurudza mugwagwa mukuru unobatanidza Harare neMutare kuti unge wakafaranuka, bazi rezvekutakurwa kwezvinhu nekufamba kwevanhu ravhura makiromita anokwana makumi mana nematanhatu emugwagwa uyu kuti ange achishandiswa nengoro dzemoto pamwechete nevanhu. Chimwe chidimbu chemugwagwa uyu chinosvika kumakiromita matanhatu uye chichibatanidza Melfort neBromley chakavhurwa zviri pamutemo neGurukota rebazi iri pamutambo wakaunganirwa nevanhu […]
MARONDERA- Kanzura veWard 8 mudhorobha reMarondera, VaAbel Nyakarombo vakasarudzwa kuti vagozova Mayor wedhorobha guru remuMashonanalnd East pasarudzo dzakaitwa svondo rakapera. VaNyakarombo vari kusimudzira kubva pakasiiwa naVaSimbarashe Nyahuye veMDC-T. Mayor vatsva veMarondera ndevebato rinopikisa reCitizens Coalition for Change (CCC) uye mutevedzeri wavo ndavaBornface Tagwirei (Ward 3) uye vari kubato rimwechete iroro. Vachitaura pachirongwa chekugadzwa kwevamiriri vevagari […]
MARONDERA- All roads last week led to Suswe Lodges in Mutoko, Mashonaland East province, where the World Tourism Day main commemorations were held. September 27 of every year was designated by the United Nations to create awareness on the socio-economic benefits derived from the Travel and Tourism sector, together with its entire value chains. In […]