MARONDERA- Police in Mashonaland East province have arrested a Mudzi man for assaulting his 84-year-old grandmother whom he accused for bewitching and bringing misfortunes in his life. Charles Twini Dick assaulted and seriously injured his grandmother Finita Samu who is now admitted in hospital. Police spokesperson for Mashonaland East Province Inspector Simon Chazovachiyi confirmed the […]
MARONDERA- Muchiitiko chinosuwisa zvikuru chakaitika munguva pfupi ichangodarika, mumwe murume anonzi Alfred Muzanenhamo ane makore makumi matanhatu (60) akawirwa netsaona huru iyo yakasiya ruzhinji rwedhorobha reMarondera rusina chekutaura. Muzanenhamo aigara kuRusike Phase 3 uye aive mushandi pachipatara cheMarondera General Hospital ari mukoti. Zvinonzi izvo mushakabvu uyu akatorana nevamwe varume vaviri vaine chinangwa chekunoredza hove mudhamu […]
New Ziana–Mapurisa emuMashonaland East Province akasunga murume ane makore makumi matatu ane mana okuberekwa Charles Twini Dick mushure mekunge apomera gogo Finita Samu huroyi. Murume uyu anoti iye gogo vakange varikumoroya uye nekukonzera matambudziko mazhinji muhupenyu hwake izvo zvaita kuti hupenyu hwake usafambe nenzira yakanaka. Dick anonzi akanzwika nemuzukuru wagogo Samu achiti zuva ranhasi rinofanira […]
GWANDA Rural District Council has crafted a by-law it says will regulate the harvesting of Amacimbi/madora, in a move the council says will protect the local resource and benefit people where it is found. The by-law also aims at commercialising the resource harvesting in order to generate revenue for the local authority. The draft is […]