Murume Otongerwa Kuda Kuuraya Chikomba

Murume Otongerwa Kuda Kuuraya Chikomba

Sharon Chigeza MUTARE-Razane Muyambo (42) anogara kuGreen Valley, akamiswa pamberi pedare reChipinge Magistrates Court achipomerwa mhosva yekuda kuponda zvichitevera kurwisana kwakaitika musi wa4 Kukadzi 2025. Nyaya iyi yakaitika kwaMbuya Mtisi Homestead, uko Muyambo...
Dunhu ReChimanimani Rotambudzwa Nemarariya

Dunhu ReChimanimani Rotambudzwa Nemarariya

Sharon Chigeza MUTARE-Dunhu reChimanimani riri kutatarika nechirwere chemarariya chakanyanya, uye vanhu zana nemakumi maviri vanonzi vabatwa munzvimbo dzakasiyana siyana dzinosanganisira Gwindingwi, Charleswood neNgorima. Mamiriro ezvinhu aya aita kuti vakuru...
Mapurisa Oyambira Mahwindi

Mapurisa Oyambira Mahwindi

Sharon Chigeza MUTARE-Mapurisa eZimbabwe Republic Police (ZRP) ayambira zvikuru pamusoro pezviri kuitwa nevemakombi pamwe nemahwindi avo vari kushungurudza vanhu pachiteshi chemabhazi maMutare. Zvichitevera mishumo yakawanda yemhirizhonga nekushungurudzwa, mapurisa...
ZACC Arrests Former Buhera CEO

ZACC Arrests Former Buhera CEO

Sharon Chigeza MUTARE– The Zimbabwe Anti-Corruption Commission (ZACC) has arrested Emily Chibvongodze, the former Chief Executive Officer of Buhera Rural District Council, and Torai Mudyiwa, the head of the Procurement Management Unit. They face allegations of...
Transformers Gospel Singers to launch new album

Transformers Gospel Singers to launch new album

Zanele Moyo KWEKWE – Transformers Gospel Singers is set to unveil their new album titled ‘Tinaye Jesu’ on February 22 in Mbizo, Kwekwe. Tinaye Jesu will be the group’s fourth album, which consists of 10 tracks. The group believes that the latest edition will be...