MAKURUKOTA eHurumende nevashandi vemakanzuru vakakurudzirwa kuti vashandise maradio aripo mudunhu reMasvingo kufambisa nhau dzepundutso kuvanhu. Achitaura pagungano rekupemberera redhiyo Gurukota reHurumende revukavandudzwa kwemuguta reMasvingo, VaEzra Chadzamira, vakati makanzuru nevamiriri evematunhu muParamende vanofanira kutaura kushandiswa kwemari dzavachapiwa. “Kune vabati veHurumende, makanzuru nemamwe mapazi eHurumende ndinovaraira kuti vashandise redhiyo dziri mudunhu redu apo tinofambisa nhau dzeHurumende kuvanhu […]
MAZHANJE awonekwa seimwe nzira iri kuwedzera kufambisa chirwere chekorera nokuda kwekuti vanhu havasi kugeza muchero uyu vasati vadya. Chirwere chemanyoka ichi chinokonzerwa nekusavapo kweutsanana kana kudya zvikafu zvisina kugezwa kunyanya michero inotengeswa pasina mvura yakakwana. Vamwe vanofararira muchero uyo vanototaura kuti unonyatsovanakira kana vasina kuaasi mumvura izvo zvinova zvimwe zvirikuita kuti hondo yekuparadza chirwere ichi […]
MASVINGO City Council municipal police are understaffed and poorly resourced for them to maintain any semblance of order in the country’s oldest town. The section has around 100 officers and does not have vehicles to carry out duties such as commonage patrols, vending and traffic control. According to the minutes of the Health, Housing and […]
VAGARI vemudnhu reChiredzi kuMasvingo voramba kushandiswa kwezvinodhaka nevechiduku zvichitevera kudonha kwemurume wechidki padanda remagetsi Vagari vachimirirwa neboka reChiredzi Residents' Anti-Drug and Substance vakasangana nemapurisa emudunhu iri kuti vauye nenzira dzekuti dzingabatsira kuderedza nhau dzemutoriro. Vechidiki vakawanda mudunhu iri vava kuwanikwa vachipambadza nguva yavo mukuzama mhando dzose dzezvinodhaka zvimwe zvacho zvichikonzerwa neshamwari dzakaipa uye zvimwe zvichibva […]