Vanotengesa pekugara zvisiri pamutemo vopihwa yambiro yakasimba

Vanotengesa pekugara zvisiri pamutemo vopihwa yambiro yakasimba

MARONDERA- Sachigaro webato reZanu PF riri kutonga muZimbabwe, VaDaniel Garwe vakapa yambiro yakasimba kumagevhenga ari kushandisa zita remusangano uyu vachibira vanhu mari dzavo vachitengesa pekugara zviri kunze kwemutemo. Vanhu vanotengesa pekugara nechikiribidi ava...
Osungirwa mhosva yekuda kuuraya mumwe wake vachirwira pfambi.

Osungirwa mhosva yekuda kuuraya mumwe wake vachirwira pfambi.

MARONDERA- Nyaya inokatyamadza zvikuru apo murume ane makore makumi mana nemana okuberekwa vekupurazi reAston Featherstone musi va10 Ndira anosungirwa mhosva yekuda kuponda mugarisani wake vemupurazi rimwechetero apo vaviri ava vainge vachinetserana pfambi. Zuva...
Dagbreek Farm illegal settlers ordered to vacate

Dagbreek Farm illegal settlers ordered to vacate

MARONDERA- The 17 people who had illegally settled at Dagbreek Farm in Chivhu were recently ordered to do 140 hours of community service each when they appeared before a Chivhu magistrate court. They appeared before Sharon Nxongo and after a full trial, she also...
Primus Energy to renovate recreational facilities in Marondera

Primus Energy to renovate recreational facilities in Marondera

MARONDERA- Primus Energy director Dunmore Mutyambizi recently promised to play his part towards the renovation of recreational facilities in Marondera so that youth cannot remain idle. He made the pledge at the Primus Energy basketball tournament that was held at the...
Featherstone man arrested

Featherstone man arrested

MARONDERA- Police in Featherstone recently arrested a 44-year-old man for attempted murder. The incident occurred on January 10 this year. It is reported that on the said day around 6pm the accused Tozivei Manenji of Aston village had an altercation with the...
error: Content is protected !!