MUTARE- Reformed Dendera music prodigy, Tryson Chimbetu delivered an explosive performance in Dangamvura, Mutare last weekend. Popular watering hole and braai spot, Rozvi Gazebo was packed as Chimbetu made a return to his favourite stage in the high density suburb. Backed by The Marxist Brothers, the Dendera music singer gave Mutare fans teasers to his […]
MUTARE-Kanzuru yeguta reMutare iri kurasikirwa nechikamu chinosvika makumi matanhatu kubva muzana chemvura yakacheneswa iyo iri kupera kana kushandiswa isina kubhadharwa, izvo zvoremedza vanobhadhara mitero vari kubhadharisa mishonga yekuchenesa mvura pamitero yavo yepamwedzi. Mazhinji ekuvuza aya nekuda kwekuchembera uye kuparadza kwakazvarwa kubva muhuhwandu hwemagadheni ekuseri kwedzimba. Vachitaura pamusangano wekuzeya mashandisirwo emari nemasangano anomirira vagari mudhorobha nguva […]
MUTARE-Guta reMutare rakapedza kuvaka zvibhuroko zveGimboki Primary School ECD senzira yekuyedza kusimudzira magariro evagari veko pamwe nevabhadhari. Mutauriri wekanzuru yeguta reMutare, VaSpren Mutiwi, vanoti chikoro chitsva ichi chakatotanga kunyoresa vadzidzi kubva kuECD kusvika Grade 2, chirongwa ichi chiri kuitirwa pachikoro cheChirowakamwe cheDangamvura. “Takasununguka kuzivisa kupera kwechikoro chechinomwe chekanzuru muguta. Kunyoresa kwezvidzidzo zvetemu yekutanga 2024 kwave […]
MUTARE- The seventh edition of the annual Mai Hondo Youth Memorial Junior Soccer Tournament was talk of the town as the tournament this year rebranded and partnered Population Solutions for Health (PSH)to spread consciousness on sexual reproductive health matters. The tournament dubbed ‘Love Shouldn’t Hurt’ brought both entertainment and serious sexual and reproductive health services […]