GWERU — Tension and anger gripped Gweru residents on Monday afternoon after a kombi ran over a 65-year-old woman along 5th Street near Tanaka Flea in the Central Business District. The kombi driver was trying to evade an approaching a municipal police officer after he had stopped at an undesignated spot and suddenly reversed without […]
MUTUNGAMIRI wenyika VaEmmerson Mnangagwa vakati mukuvandudzwa kwenyika nezvicherwa zvizvarwa zveZimbabwe zvinofanira kuva vatariri vehupfumi apo pahunenge huchicherwa. Vachitaura pagungano ranga rakaungana paBikita Minerals apo vaivhura chivakwa chitsva cheSpodumene nePetallite vakati varidzi vezvicherwa munharaunda vanofanira kuwana pundutso kubva mazviri kudarika varikuchera. Hurumende pasi pehutungamiriri hwaVaMnangagwa yakamisa zviga zvekuti hupfumi hwese hunocherwa hunofanira kuvandudzirwa muno kuzama kudzora […]
CHEGUTU – MUMWE murume anofungidzirwa kuti anoita basa reutsikamutanda akasvorwa zvikuru kwazvo nevagarisani vake mushure mekunge atengera murapwisikana wake chipfeko chemukati svondo rapera. Cuthbert Chidhakwa, uyo anonzi anoita basa rehutsikamutanda munzvimbo dziri kure nekuno dzakaita seRaffingora, Hurungwe, Gokwe, Sanyati, Mhondoro, Kwekwe nekumwewo parizvino akatotiza paanogara. Murume uyu akavhevhetedza mwanasikana uyo anonzi anemakore gumi nematanhatu uye […]
WHILE the country continues to observe national tree planting, statistics show that this year there will be less trees planted compared to previous years. The Forestry Commission, this year set a target of 5.2million trees, but only 1.4m have been planted so far. Mashonaland West Provincial Forestry Extension Manager, Esther Sandra Magumeni, said they still […]